Mursi
Mataridziko
Mursi mutauro unowanikwa kuEthiopia.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mursi inoti bele (v. create, reproduce) kureva kubereka.
- Mursi inoti dira (v. to anoint) kureva kuzodza.
- Mursi inoti cheka (v. laugh) kureva kuseka.
- Mursi inoti shorrosa (v. urinate) kureva kuita weti. Mamwe mazwi: shorra (n. urine).
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mursi inoti alli (n. chair, stool, headrest) kureva chigaro.
- Mursi inoti ara (n. stop, clear up - of rain) kureva kukasa.
- Mursi inoti bangi (n. pond, pool, small lake) kureva dziva.
- Mursi inoti bawa (v. recover, get better) kureva kupembenuka.
- Mursi inoti bhela (v. divide, split) kureva kutsemura.
- Mursi inoti bhênêni (n. relative) kureva hama. Mamwe mazwi: shashi (n. white cotton head band; bandage).
- Mursi inoti bhori (n. ethnic group, tribe) kureva dzinza. Mamwe mazwi: bhorinya (n. ethnic groups) kureva madzinza.
- Mursi inoti choba (v. kiss) kureva kutsvoda. Mamwe mazwi: nyida (n. teeth) kureva mazino.
- Mursi inoti choi (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: nyaba (n. blood) kureva ropa.
- Mursi inoti dada (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: shilo; shile (v. stand).
- Mursi inoti dami kana daminya pakuwanda (n. custom, law) kureva tsika.
- Mursi inoti dunga (deaf) kureva matsi. Mamwe mazwi: sowa (follow e.g. a river).
- Mursi inoti dhiyo (beside) kureva parutivi. Mamwe mazwi: suso (v, drain).
- Mursi inoti dhone (num. one) kureva posi. Mamwe mazwi: nyambarr (n. anthrax).
- Mursi inoti eresê (n. ford, river crossing) kureva zambuko.
- Mursi inoti gai (n. bush, uninhabited area) kureva dondo.
- Mursi inoti gama (n. marriage) kureva wanano. Mamwe mazwi: gasa (n. work party).
- Mursi inoti gasha (n. shield) kureva nhoo. Mamwe mazwi: kaiyo; kayo (n. tongue) kureva rurimi.
- Mursi inoti goro (n. road, way, path) kureva nzira.
- Mursi inoti gulu (n. navel) kureva guvhu. Mamwe mazwi: shune (n. father).
- Mursi inoti gushuro (n. hyena) kureva bere. Mamwe mazwi: kangai (n. baboon) kureva gudo.
- Mursi inoti ikanga (step over) kureva kucharika?.
- Mursi inoti isee (num. eight) kureva sere. Mamwe mazwi: tan (n. side; part).
- Mursi inoti jare (n. foot, leg) kureva gumbo.
- Mursi inoti kabi (n. clan) kureva dzinza. Mamwe mazwi: liwa; liba (n. sorghum) kureva mapfunde.
- Mursi inoti kareni (n. downstream, south) kureva chamhembe.
- Mursi inoti kiango (n. stomach, centre) kureva dumbu kana pakati.
- Mursi inoti kilung (n. old settlement site) kureva dongo. Mamwe mazwi: uro (n. milk).
- Mursi inoti kuru (n. plain (landscape); lowland). Mamwe mazwi: takanya (adj. short; stumpy).
- Mursi inoti kwikwi (n. small black ant) kureva svosve dema.
- Mursi inoti lushoi (n. rainbow) kureva murarabungu. Mamwe mazwi: tarra (n. taste).
- Mursi inoti luwi (potted, multi-color). Mamwe mazwi: mere (n. son’s wife, daughter-in-law) kureva muroora.
- Mursi inoti Tummu (n. God, sky) kureva Mwari.