Muroora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muroora (daughter-in-law in English) zvinoreva mukadzi akaroorwa nemwanakomana wako.

Shoko rokuti muroora rinoshandazve kureva mukadzi akaroorwa nehanzvadzi yako yechirume - (brother's wife if you are female).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Ruth 1:6, Zvino iye wakamiruka kupetuka nevazakazi vake vairi: So she prepared to return with her two daughters-in-law. (kubva muBhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyungwe vanoti mulowola kana alowola (daughter-in-law) kureva muroora.
  • MaZulu vanoti umakoti kana umalukazana (daughter-in-law) kureva muroora.
  • VaWanga vanoti omulobole (chosen person; elected person; appointed person) vachireva musanangurwa.