Svetuka kuchirochemo

Mukondo sezita

Kubva Wikipedia

Mukondo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Lenje vanoti mukondo (track, trail, spoor). MaZulu vanoti umkhondo (n. track, trail, spoor).
  • Mambwe vanoti mukondo (beaten track followed by wild animals) kureva mwanza.
  • VaTonga neBaila vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo chetsoka. Kimbundu vanoti mukondo (n. anguish; sadness; funeral ceremony).
  • Herero vanoti ikondo (n. dark coloured with white stripe; divided by a white stripe). Mamwe mazwi: oku-konda (v. to cut through; divide).
  • Giryama inoti mukondo (n. by-path - indirect or secondary path; stream, current in river, of air, people).
  • Swahili vanoti mkondo (n. flow, course, run, current; track). Mamwe mazwi: mkondo wa simba (n. track of a lion).
  • Kinande vanoti omukondo (n. servant) vachireva mushandi. Mamwe mazwi: obukondo (n. servitude) vachireva huranda.