Mukondi
Mataridziko
Mukondi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Mukondi Munyai; Mukondi Mashau; Mukondi Makhado.
- Mazita ari pedyo: Chakonda, Chikonde, Mukonda, Nyamukondiwa, Kondiwa, Rukondo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.