Nyamukondiwa
Mataridziko
Nyamukondiwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane mazita aya: Mazvita Chikonde; Blessing Chikonde; Patrick Chikonde; Anesu Chikonde.
- Mazita ari pedyo: Chakonda, Mukonde, Chikonde, Mukondo; Mukondi, Chikondo, Kondiwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.