Mukonde sezita
Mataridziko
Mukonde izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, Uganda neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mukonde Nyirenda; Daniel Mukonde; Musunga Mukonde; Sandra Mukonde.
- Mukonde (n. Euphorbia plant).
- Mazita ari pedyo: Chakonda, Chikonda, Chikonde, Mukondo; Mukondi, Chikondo, Nyamukondiwa, Kondiwa, Rukondo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi emitauro yeBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Herero inoti otyi-kondo (n. transition - go over, through, as from one side of river to another 2. v. to cross a river or plain; crossover) kureva kuyambuka.
- Herero inoti otyi-kondo (n. line of separation or demarcation). Mamwe mazwi: otyi-kondo (n. mulatto - transition from white to black). Oku-konda (n. brevity, briefness, cutting short).
- Herero inoti konda (v. cut through or off; crop; shear; amputate; behead; cut off; put an end to; exclude; excommunicate, apportion).
- Taabwa inoti kikondo (n. big toe). Taabwa inoti kakondo (n. toe). Kinande inoti omukondi (n. wood cutter, lumberjack).