Xhosa

From Wikipedia
(Redirected from MaXhosa)
Jump to navigation Jump to search

Xhosa mutauro weBantu unowanikwa muSouth Africa neZimbabwe.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • MaXhosa vanoti utata (n. father) kureva baba.
  • MaXhosa vanoti umama (n. mother) kureva Amai.
  • MaXhosa vanoti intombazana (n. girl) kureva musikana.
  • MaXhosa vanoti umfana (n. boy) kureva mukomana.
  • MaXhosa vanoti umfazi (n. woman) kureva mukadzi.
  • MaXhosa vanoti indoda (n. man) kureva murume.
  • MaXhosa vanoti ukutya (n. food) kureva kudya.
  • MaXhosa vanoti ibhatyi (jacket) kureva bhachi.
  • MaXhosa vanoti amalwimi (languages) kureva mitauro.
  • MaXhosa vanoti iliso (n. eye) kureva ziso.
  • MaXhosa vanoti isandla (n. hand) kureva ruwoko.
  • MaXhosa vanoti ubuso (n. face) kureva chiso.
  • MaXhosa vanoti amazinyo (teeth) kureva mazino.
  • MaXhosa vanoti umlomo (n. mouth) kureva muromo.
  • MaXhosa vanoti umntwana (child) kureva mwana.
  • MaXhosa vanoti intombi (daughter) kureva mukunda.
  • MaXhosa vanoti unyana (son) kureva mukororo.
  • MaXhosa vanoti umvulo (n. Monday) kureva muvhuro.
  • MaXhosa vanoti imvula (rain) kureva mvura.
  • MaXhosa vanoti ikhepu (snow) kureva sinowo.
  • MaXhosa vanoti inja (dog) kureva imbwa.
  • MaXhosa vanoti ngaphandle (outside, without) kureva panze.
  • MaXhosa vanoti ngaphantsi (under) kureva kutsi.
  • MaXhosa vanoti ubusika (winter) kureva chando.