Bhodhoro

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Bhodhoro (bottle in English) chinu chine mutsipa wakatetepa uchienda kumuromo wakavhurika. Bhodhoro chinu chakagadzirwa nenzira yekuti chinokwaniswa kuvhara nechivharo chinomonerwa kumuromo kwacho kwakavhurika. Mabhodhoro anokwanisa kunge akagadzirwa negirazi, simbi, plastic zvichingodaro.

Mabhodoro akakosha zvikuru pakutengeserana nokuti anoshandiswa kutakura mutuvi wakasiyana inotengeswa. Mafuta, mukaka, doro, mushonga, mvura zvichingodaro zvinotengeswa zviri mubhodhoro.