Kunama, Mutauro

Kubva Wikipedia

Kunama mutauro unowanikwa kuEritrea. Rurimi urwu rune ndiminyina dzinoti: Marda, Barka, Aymasa, Sokodasa, Tika, Takazze-Setit, Tigray, Ilit uye Bitaama.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kunama inoti nā (v. drinking) kureva kunwa.
  • Kunama inoti bā:́rè (num. two) kureva mbiri. Fananidzai nokuti barika?
  • Kunama inoti málá (v. finish, complete) kureva kupedza.
  • Kunama inoti uta (v. vomit) kureva kurutsa. Mamwe mazwi:

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kunama inoti kāwā (n. flour) kureva flawa. Mamwe mazwi: ɡādā ‘travelling
  • Kunama inoti tāɡā (n. threshing-floor) kureva chipuriro.
  • Kunama inoti kōsá (v. cough) kureva kukosora. Mamwe mazwi: dàbà (n. lake) kureva nyanza.
  • Kunama inoti fūrā (v. plunder a town) kureva kurozva guta. Mamwe mazwi: desa (n. liver) kureva chitaka.
  • Kunama inoti gola (n. honey) kureva huchi. Mamwe mazwi: ɡāːlá (n. bellows) kureva mvuto.
  • Kunama inoti kona (n. hand) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: dòlòkà (n. tortoise of land) kureva hamba.
  • Kunama inoti toma (n. fire) kureva moto. Mamwe mazwi: tera (n. moon) kureva mwedzi.
  • Kunama inoti fanaka (n. season, time) kureva nguva kana mwaka.
  • Kunama inoti dʒíɡɡà (adj. green) kureva grini. Mamwe mazwi: dʒēndʒā (n. placenta).
  • Kunama inoti dʒūlá (n. saliva) kureva mate. Mamwe mazwi: ora (n. circle).
  • Kunama inoti kōttā (n. seat) kureva chigaro. Mamwe mazwi: kōmá (v. to love) kureva kuda.
  • Kunama inoti usuna (polygamy) kureva chipari. Mamwe mazwi: laga (n. land, earth).
  • Kunama inoti tokoma (hot, warm) kureva kupisa. Mamwe mazwi: bia (n. water) kureva mvura.
  • Kunama inoti anda (big) kureva hombe. Mamwe mazwi: kunda (n. salt) kureva munyu.
  • Kunama inoti data (n. thing) kureva chinhu. Mamwe mazwi: sākāmā (v. rule over, dominate).
  • Kunama inoti wa (n. eye) kureva ziso. Mamwe mazwi: sāː́sá ̄(wide).
  • Kunama inoti bádá ̄(n. thigh) kureva chidya. Mamwe mazwi: súsá (v. preparing).
  • Kunama inoti dádá ̄(v. separating) kureva kupatsanura. Mamwe mazwi: suba (n. river).
  • Kunama inoti haka (n. truth) kureva idi. Mamwe mazwi: basa (v. make smooth).
  • Kunama inoti dàkkā (n. woman) kureva mukadzi. Mamwe mazwi: tábīlā (n. road, path) kureva nzira.
  • Kunama inoti sāná (n. work, making) kureva kushanda. Mamwe mazwi: sanda (n. basket).
  • Kunama inoti sàttè (num. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: ɡáŋ́ɡámá ̄(adj. hard)
  • Kunama inoti giga (adj. blue) kureva blu. Mamwe mazwi: gadziba (n. face).
  • Kunama inoti kōttāba (v. sit) kureva kugara. Mamwe mazwi: kòtàtà (v. be proud).
  • Kunama inoti andira (n. shin) kureva mupimbiri. Mamwe mazwi: gungula (coil of rope).
  • Kunama inoti anda (adj. elder) kureva munhu mukuru. Mamwe mazwi: lafa (n. maize).
  • Kunama inoti eteta (adv. near) kureva pedyo. Mamwe mazwi: tama (adj. new).
  • Kunama inoti kōsāsā (v. teach) kureva kudzidzisa. Mamwe mazwi: suga (n. town, city) kureva dhorobha.
  • Kunama inoti kola (v. prevent) kureva kudzivirira. Mamwe mazwi: mārá ̄(guide).
  • Kunama inoti dada (n. bead) kureva chuma. Mamwe mazwi: