Daka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Daka (Nge. want, desire) zvinoreva kuda, ndiro shoko rinoshandiswa uye raishandiswa kupatsanura kuda (to love) ne kudaka (to want).

Vamwe vanoshandiswa mazwi emitauro yekuChamhembe che Afurika senge Chivhenda, Chindevele kana Chichewa chinoti kufuna kana kupfuna (Chivhenda).

Mamwe Mazwi:

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]