Zano

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Zano (idea) zvinoreva mufungo wauya mupfungwa dzemunhu unotaura kuti munhu anoda kuita sei.

Mazwi ari pedyo[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti sungula (Initiate, set going, inaugurate).
  • MaZulu vanoti umsungulo kana imisungulo (Scheme; something initiated, inaugurated; aim in view, object, purpose).