Tadiwa (zita)
Mataridziko
Tadiwa izita rekupiwa reChishona rinobva pashoko rekuti kudiwa. Zita rekuti Tadiwa rinokwanisa kupihwa kuvana vechisikana ne vechikomana, uyezve izita rinogona kushandiswa sedunhurirwa (kana zita musere) remazita aripazasi: