Kupeta
Mataridziko
- Kupeta Nhumbi (to fold) zvichireva kukumbanidza jira, pepa, gumbeze kana chimwe chinhu chakatambanuka nenzira yakarongeka.
- Kupeta (to winnow) zvinoreva kuwurutsa.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
