Taita

From Wikipedia

Taita (kureva sister) ishoko reChindau rinoshandiswa pamwe nemashoko ekuti yaya kana jaja pakutaura nezvehanzvadzi yechisikana. Rimwe shoko rinoshandiswa nderekuti sisi rinowanikwazve paChishona chemazuvaose.

Ringai futi:[chinja | edit source]