Didinga

Kubva Wikipedia

Didinga mutauro unowanikwa kuchamhembe kweEthiopia

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Didinga inoti baaba (n. father) kureva baba.
  • Didinga inoti gaam (v. rule, catch). Fananidzai nokuti kugamha.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Didinga inoti horom (n. mountain) kureva gomo.
  • Didinga inoti danga (n. bow) kureva uta.
  • Didinga inoti horu (n. lowland) kureva dunhu rakaderera. Ko chadereka?
  • Didinga inoti unak (n. valley; plain) kureva bani.
  • Didinga inoti mana (n. field, garden) kureva munda.
  • Didinga inoti uwalla (n. poison) kureva hwanga.
  • Didinga inoti jore (n. fighting, war) kureva hondo.
  • Didinga inoti jaani (n. broom) kureva bhurumu.
  • Didinga inoti thaar (n. name) kureva zita.
  • Didinga inoti maam (n. water) kureva mvura.
  • Didinga inoti ngabilla (n. hedgehog). Mamwe mazwi: billa (thorns) kureva minzwa.
  • Didinga inoti piyan (v. do task) kureva kuita basa.
  • Didinga inoti ngaani (n. mother) kureva amai.
  • Didinga inoti kor kana kora (n. day) kureva musi.
  • Didinga inoti ngaata (there) kureva uko.
  • Didinga inoti ngaati (here) kureva pano.

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/96/67/49/9667497273266900574668391123602826561/DidingaGrammarBookNov11.pdf