Chiyeru sezita
Mataridziko
Chiyeru izita remhuri rinowanikwa muMalawi.
Mitauro ye Afrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Luganda inoti ekyeeru (adj. white) kureva huchena. VaChewa vanoti weruza (to tell; instruct; narrate).
- VaYao neVaNyakyusa vanoti elusya (clean, rinse) vachireva kusuka kana kudzumburudza.
- Nyanja vanoti kueruza kana kuweruza (instruct, tell, put right, advise, find fault with, punish, judge warn) kureva kupa mazano kana kuranga.