ChiGweno

Kubva Wikipedia

ChiGweno mutauro unowanikwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gweno vanoti mkuu (n. figtree) kureva mukuyu.
  • Gweno vanoti mburi (n. goat) kureva mbudzi.
  • Gweno vanoti ulimi (n. tongue) kureva rurimi.
  • Gweno vanoti βandu (n. people) kureva vanhu.
  • Gweno vanoti findo (n. things) kureva zvinhu.
  • Gweno vanoti kana (or) kureva kana.
  • Gweno vanoti ɲama (n. meat; wild animal) kureva nyama.
  • Gweno vanoti ndzofu (n. elephant) kureva nzou.
  • Gweno vanoti ŋ̩guku (n. chicken) kureva huku.
  • Gweno vanoti maβoko (n. arms) kureva mawoko.
  • Gweno vanoti -fika (v. arrive) kureva kusvika. Mamwe mazwi: -βona (v. see) kureva kuona.
  • Gweno vanoti -kaβa (v. hit) kureva kukava. Mamwe mazwi: -leka (v. leave) kureva kurega.
  • Gweno vanoti -όnga (v. suck) kureva kuyamwa. Mamwe mazwi: -rumwa (be sent) kureva kutumwa.
  • Gweno vanoti kidʒo (n. food) kureva chidyo. Mamwe mazwi: ndiβa (n. pool) kureva dziva.
  • Gweno vanoti moro (n. hot, fire) kureva moto. Mamwe mazwi: mafura (n. oil) kureva mafuta.
  • Gweno vanoti -βumba (v. mould clay) kureva kuumba. Mamwe mazwi: -rumbuka (v. break) kureva kudumbuka.
  • Gweno vanoti βaɣeni (n. guests; visitors) kureva vaeni.
  • Gweno vanoti mrwe (adj. big) kureva hombe. Fananidzai nokuti murwi.
  • Gweno vanoti -mwi (n. one) kureva chimwe. Mamwe mazwi: -βi (two) kureva mbiri.
  • Gweno vanoti -raru (n. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: -na (four) kureva ina.
  • Gweno vanoti -tanu (n. five) kureva shanu.
  • Gweno vanoti mwasu kana vasu pakuwanda (n. person) kureva vanhu.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gweno vanoti uβari kana mbari pakuwanda (n. rib) kureva mbabvu.
  • Gweno vanoti nduwé (adj. big) kureva hombe.
  • Gweno vanoti kipfumbi (n. chair) kureva cheya.
  • Gweno vanoti -fuma (v. go out) kureva kubuda. Mamwe mazwi: -kundza (v. twist).
  • Gweno vanoti -kanga (v. be startled) kureva kuvhunduka.
  • Gweno vanoti mriŋga (n. water) kureva mvura.
  • Gweno vanoti marende (n. feet) kureva makumbo.

[1]

  1. http://www.ddl.ish-lyon.cnrs.fr/fulltext/Philippson/Philippson_2000.pdf