Kuumba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuumba kana kuwumba (mould, shape, form).

Muumbi wehari (a potter).

  • Musikana anonzi Raviro akaumbwa wena - (she is well-formed or well-shaped).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mazwi aya anotaurwa kuKalanga:

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti umba (form, shape, make, (rel.) create).
  • VaSwahili vanoti kiumbe (1. creature; 2. human being).