Kana

Kubva Wikipedia

Kana (if, when, or, never).

  • Kana wasvika kumba unofanira kutanga kubika.
  • Haana kana kumbosvika pano, agumira kwaSekuru vake.
  • Munguva dzedu vanhu vaienda kuUniversity of Zimbabwe kana kunze kwenyika.
  • Kana zvakadaro, ini handichaenda kuHarare.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]