Muwonde

From Wikipedia
(Redirected from Mukuyu)
Jump to navigation Jump to search
Mawonde pakunoibva

Muwonde (Figtree).

Zvichida mawonde ndiwo anonzi tsamvi zvakare?

Tsumo[chinja | edit source]

  • Munhukadzi ishavhi anoteverwa neshiri. A woman is like figs followed by birds.
  • Mukuyu hauvinge shiri. A fig tree does not go to the birds.
  • Muonde haufambiri shiri. A fig tree does not travel to birds.
Mawonde akaibva

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweLuwanga vanoti omukhuyu (figtree) kureva mukuyu.
  • Mururimi rweLenje vanoti mukuyu (large fig-tree) kureva mukuyu.