Nhandi

Kubva Wikipedia

Nhandi. Izwi iri rinorevei?

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano pakaunganidzwa muenzniso yekushndiswa kunoitwa nhandi.

  • Haiwa, takatarira zvedu, asi nhamo yousavi ndiyo yatibaya nhandi.
  • Nhandi vana vaIsiraeri, regai kurwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu; nekuti hamungakundi. (2 Samuel 13:4).
  • Iye akati kwaari, Nhandi, mwanakomana wamambo, wakawondereiko kudai mazuva ose? (2 Chronicles 13:12).
  • Nhandi VaMugabe mutungamiri wedu: We appeal to you Mugabe our leader.
  • Nhasi Kristo ari kutibvunza kuti: Nhandi imi, vanhu vanonditi ndini ani?
  • Vakati, “Nhandi, ungoriwo munhu asati ambopfuura makore makumi mashanu okuberekwa, zvino woti iwe wakaona Abrahama?

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti nandi (even, though, although).