Mhaka

Kubva Wikipedia
  • Mhaka (Crime; affair; debt). Jesu akauraiwa asina mhaka.
  • Mhaka (cause). Nemhaka yei madaro?
  • Mhaka sezita (a family name).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaKongo vanoti uma (n. matter - abstract; affair, palaver, concern, case, statement, subject, word, cause, fault).
  • Basotho vanoti taba (matter, affair, subject, news).
  • VaTsonga vanoti mhaka (n. affair, issue) vachireva mhaka.


Nota disambigua.svg
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.