Svetuka kuchirochemo

Ashe

Kubva Wikipedia

Ashe mutauro weAfrika unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Ashe vanoti arɛm (n. tongue) kureva rurimi.
  • Ashe vanoti dɔŋ (v. be cold) kureva kutonhora.
  • Ashe vanoti enyaŋ (n. ruins of village) kureva matongo.
  • Ashe vanoti enyata (n. lightning) kureva mheni.
  • Ashe vanoti otam (n. cheek) kureva dama.
  • Ashe vanoti otɔɔ (n. bow) kureva uta.
  • Ashe vanoti abii (n. excrement) kureva mavi.
  • Ashe vanoti pur (v. pluck) kureva kupurura.
  • Ashe vanoti shɛm (v. split into pieces) kureva kutsemura.
  • Ashe vanoti ta (v. 1. finish; 2. be depleted) kureva kupera. Chewa vanoti yata kureva yapera.
  • Ashe vanoti ashishi (n. group farming) kureva nhimbe.
  • Ashe vanoti igwi (n. dog) kureva mbwa.
  • Ashe vanoti imimi (n. orange) kureva orenji.
  • Ashe vanoti imar (n. 1. clan; 2. blood relative) kureva dzinza kana hama.
  • Ashe vanoti inji (n. warthog) kureva njiri.
  • Ashe vanoti inoi (dry season) kureva chirimo.
  • Ashe vanoti ishe (n. goodness) kureva hunaku.
  • Ashe vanoti mamaa (v. suck breast) kureva kuyamwa.
  • Ashe vanoti nyim (v. extinguish) kureva kudzima.
  • Ashe vanoti oshu (n. eye) kureva ziso.
  • Ashe vanoti ugãã (n. slave) kureva muranda. Fananidzai neshoko reChiNdau rokuti magaa?
  • Ashe vanoti uji (n. pestle) kureva mutsi.
  • Ashe vanoti Ushe (n. God) kureva Mwari.
  • Ashe vanoti ushĩ (1. night; 2. darkness) kureva usiku.
  • Ashe vanoti utora (n. next-born sibling) kureva munin'ina anotevedza.

Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.