Svetuka kuchirochemo

Kupurura

Kubva Wikipedia

Kupurura (to strip off e.g. leaves from a bush).

  • VaChewa vanoti kupula (to take a pot off the fire, to take wax from honeycomb).
  • Yao inoti kupulula (to strip off - as leaves off a tree, or bead off a string).
  • Zigula vanoti kuhulula (to reap rice or beans) kukohwa mupunga kana bhinzi.
  • Maconde vanoti pulula (v. strip off; harvest rice) kureva kupurura kana kukohwa mupunga.
  • MaZulu vanoti phulula (Stroke; smooth, rub gently). Muenzaniso: ukuphulula ikati (to stroke a cat) vachireva kupuruzira katsi.
  • VaWabo vanoti okupulra (v. pluck feathers). Kinande vanoti erihulula (harvest beans; loosen pods or seeds).