Yanda Dom
Mataridziko
Yanda Dom mutauro weDogon unowanikwa kuMali.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Yanda inoti dom (talk, speech, language) kureva mutauro.
- Yanda inoti kam (v. squeeze) kureva kukama. Fananidzai nokukama mombe.
- Yanda inoti ta (v. shoot) kureva kupfura.
- Yanda inoti yemela (weep). Fananidzai nokuti kuyemera.
- Yanda inoti nàmà (n. meat) kureva nyama.
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Yanda inoti kondo (n. rock dassie) kureva mbira.
- Yanda inoti gùlúmba (n. pigeon) kureva pijoni.
- Yanda inoti pɛ́nzà (n. vetiveria grass). Mamwe mazwi: jeme (black) kureva hutema.
- Yanda inoti pɛ́tɛ̀/pátà (adv. flat and broad). Mamwe mazwi: bedu (adj. near) kureva pedo.
- Yanda inoti simbe (roast; grill) kureva kugocha. Mamwe mazwi: dènélè (round).
- Yanda inoti zin (take away, convey) kureva kubvisa. Mamwe mazwi: sin (full after eating) kureva kuguta.
- Yanda inoti kan (v. do) kureva kuita. Mamwe mazwi: kondiye (be bent) kureva kukombama.
- Yanda inoti namu (step on) kureva kutsika. Mamwe mazwi: namule (take foot off).
- Yanda inoti ban (beat tomtoms - a type of musical drums) kureva kurova ngoma.
- Yanda inoti dambu (v. push) kureva kusunda. Mamwe mazwi: jenje (be tilted, bent).
- Yanda inoti dande (do something well) kureva kuita chinhu zvakanaka. Mamwe mazwi: kunzu (n. knee) kureva ibvi.
- Yanda inoti kumulo (v. untie) kureva kukumura. Mamwe mazwi: inju (n. water) kureva mvura.
- Yanda inoti dumo (n. rear end) kureva besu. Mamwe mazwi: dɔ̀rɔ́ (testicles) kureva machende.
- Yanda inoti tondolo (n. star) kureva nyenyedzi. Mamwe mazwi: namba (up to now; still) kureva [[]].
- Yanda inoti zǎŋ (v. study) kureva kustadha. Mamwe mazwi: yàmbí-yɛ́ (v. cover self).
- Yanda inoti jɛ̀ŋú-lɛ́ (v. straighten out) kureva kutamura. Mamwe mazwi: Amba (n. God) kureva Mwari.
- Yanda inoti kanda (even used here for emphasis: e.g. even a child can do it). Mamwe mazwi: kanda (new) kureva idzva.
- Yanda inoti tuma (one, once) kureva kamwe. Mamwe mazwi: noa (v.i. go in) kureva pinda.
- Yanda inoti cinda (n. liver) kureva chiropa. Mamwe mazwi: cinza (n. nose) kureva mhuno.
- Yanda inoti kombo (n. war) kureva hondo. Mamwe mazwi: ya (exist; real) kureva kuvapo.
- Yanda inoti mumbu (n. association) kureva sangano. Mamwe mazwi: ene (n. child) kureva mwana.
- Yanda inoti dembul (thick, massive). Mamwe mazwi: pile (adj. white) kureva huchena.
- Yanda inoti ban (adj. red) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: bebele (small) kureva diki.
- Yanda inoti siye (good) kureva kunaka. Mamwe mazwi: sere (diluted) kureva kutuvidza.
- Yanda inoti kolo (raw, unripe, fresh) kureva mbishi. Mamwe mazwi: jela/gela (hold, have).
- Yanda inoti sema (v. slaughter) kureva kubaya mhuka. Mamwe mazwi: bele (v. get) kureva kutora.
- Yanda inoti kunde (v. put). Mamwe mazwi: suwo (go down).
- Yanda inoti taba (v. touch) kureva [[]].