XiRonga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaRonga)

XiRonga mutauro weBantu unowanikwa kuMozambique neSouth Africa, uri mutauronyina weTsonga.

  • VaRonga vanoti mugomo (n. calabash).
  • BaRonga vanoti mamana (n. mother; maternal uncle's daugher).
  • VaRonga vanoti ntukulu (n. grandson; nephew by a man's sister) kureva muzukuru kana mwana wehanzvadzi sikana.
  • VaRonga vanoti nhondiwa (n. man's same sex sibling) kureva mukoma kana munin'ina kuvanhurume.
  • VaRonga vanoti nhombe (n. husband's sister).
  • VaRonga vanoti rarana (n. father's sister; paternal grandfather's sister).
  • VaRonga vanoti tatana (n. father) kureva baba.
  • VaRonga vanoti hambanine (good-bye).
  • VaRonga vanoti xipfalo (n. door) kureva gonhi.
  • VaRonga vanoti moya (n. air) kureva mweya.
  • VaRonga vanoti male (n. money) kureva mari.
  • VaRonga vanoti mufana (n. boy) kureva mupfana.
  • VaRonga vanoti xitholo (n. store) kureva chitoro.
  • VaRonga vanoti ulombe kana txukela (n. sugar) kureva shuga.
  • VaRonga vanoti kombela (v. ask) kureva kumbira.
  • VaRonga vanoti nhica (v. give) kureva kupa.
  • VaRonga vanoti pima (v. measure) kureva kupima.
  • VaRonga vanoti vona (v. to see) kureva kuona.
  • VaRonga vanoti tsala (v. write) kureva kunyora.
  • VaRonga vanoti kaya kwanga kana kaya ka mina (my house).
  • VaRonga vanoti mahala (free) kureva mahara.
  • VaRonga vanoti mpfuvu (n. hippo) kureva mvuu.
  • VaRonga vanoti kukhapa (v. overflow).
  • VaRonga vanoti kubuya (v. to come) kureva kuuya.
  • VaRonga vanoti nenge kana minenge (n. leg, foot) kureva gumbo.
  • VaRonga vanoti nguluve (n. pig) kureva nguruve.
  • VaRonga vanoti phapha (n. wing) kureva bapiro.
  • VaRonga vanoti mpama (n. slap) kureva mbama.

[1] [2]

  1. https://depts.washington.edu/uwwpl/vol16/UWWPL_vol16Ronga_1999.pdf
  2. https://coracaoafricano2532014.wordpress.com/2016/03/22/dondza-changana-aprender-changana/