Mweya
Mweya, MWEYA, kana mweya ishoko rinoshandiswa kureva zvirizasiyo:
Sainzi[chinja | edit source]
- Gasi (mweya) - kureva mweya
- Air (mweya) - kureva mweya uri muchadenga (guteremweya) watinofema.
- Mhepo - kureva kuvhuvhuta kwemweya.
- Oksijeni (mweya) - kureva mweya watinofema kuti tirarame.
Rudaviro[chinja | edit source]
- Mweya (wemunhu) - kureva mweya watakapuwa na Mwari pavakatisika, chikamu chedu chisingafi seMwiri.
- Mudzimu (mweya) - kureva mweya wehama ne mhuri dzakafa.
- Shavi (mweya) - zvinoreva futi Shavi chero rakanaka kana rakaipa.
Mitauro ye Chibhantu[chinja | edit source]
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |