Mahara

Kubva Wikipedia

Mahara (for free, without charge) zvinoreva nhumbi kana mushando unopiwa kana kuitirwa munhu pasina muripo unopiwa kana kutarisirwa.

  • Makore akasungunuka Zimbabwe (1980) kwaiva nepepanhau remahara rainzi People's News.
  • Vamwe vana vaipinda chikoro chemahara mumakore akasununguka Zimbabwe kuma 1980.
  • Kune tsumo inotaura kuti chemahara mushana.

Chinamato[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chuabo inoti mahala (gift, present) kureva chipo.
  • Basotho vanoti mahala (free of charge) zvichireva mahara.
  • Nyanja vanoti ulere (freedom of manner and action) kureva chourere. Mamwe mazwi: cha-ulere, cholere (present for nothing; given for free) kureva mahara.