Kurova Mbama

From Wikipedia
(Redirected from Mbama)
Jump to navigation Jump to search

Kurova Mbama (to slap) zvinoreva kurova munhu nechanza cheruwoko.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Mbama kana mambama (slap).
  • Rupi (the flat of the hand, the palm). Pakuwanda kwonzi ndupi. Kurova nendupi kurova mbama.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti m-pama kana ma-mpama (n. slap) vachireva mbama.