Lunyole

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaNyole)

Lunyole mutauro weBantu unowanikwa kuUganda.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

VaNyole vanoisa h pamamwe mazwi atinoisa k kuChiShona. Sokuti ehipimo kureva chipimo.

  • VaNyole vanoti mulamu (n. sister-in-law) kureva muramu.
  • VaNyole vanoti ehyoma (n. metal) kureva simbi. Fananidzai nokuti zvoma.
  • VaNyole vanoti omusaani (n. adult son) kureva mwanakomana akura.
  • VaNyole vanoti omuutu (n. person; human being) kureva munhu.
  • VaNyole vanoti omwana (n. child) kureva mwana.
  • VaNyole vanoti omwera (n. millet grains that fall by themselves during the course of drying before the grain is stored in granaries).
  • VaNyole vanoti omwesi (n. moon) kureva mwedzi.
  • VaNyole vanoti omwoyo (n. heart) kureva moyo.
  • VaNyole vanoti omwoyo (n. pith; central part of a plant stem).
  • VaNyole vanoti amasa (n. septic spots appearing on the head affecting mainly children).
  • VaNyole vanoti amate (n. saliva, spittle) kureva mate.
  • VaNyole vanoti amateremuho (n. slope) kureva materu.
  • VaNyole vanoti ameeno (n. teeth) kureva meno.
  • VaNyole vanoti ameene (themselves; those real ones) kureva vomene.
  • VaNyole vanoti ehiswa (n. small grass thatched shelter). Fananidzai nokuti chiswa.
  • VaNyole vanoti enyana (n. young of an animal). Fananidzai nokuti nyana.
  • VaNyole vanoti enyana embusi (n. kid; young goat) kureva mbudzana.
  • VaNyole vanoti enyama (n. meat) kureva nyama.
  • VaNyole vanoti kitaka (n. brown, colour of the earth that is a mix of orange & black).
  • VaNyole vanoti ohufa (v. die, be cancelled ) kureva kufa.
  • VaNyole vanoti omutala (n. area across the river) kureva mhiri kwerwizi.
  • VaNyole vanoti ohwoma (v. become dry) kureva kuwoma.
  • VaNyole vanoti engoma (n. drum) kureva ngoma.
  • VaNyole vanoti omuhale kana omuhulu (n. elder) kureva mukare kana munhu mukuru.
  • VaNyole vanoti enjofu (n. elephant) kureva nzou.
  • VaNyole vanoti obubi (n. evil) kureva huvi kana huipi.
  • VaNyole vanoti omusi (n. root) kureva mudzi.
  • VaNyole vanoti olusaya (n. jaw) kureva rushaya kana shaya.
  • VaNyole vanoti omufu (n. deceased person) kureva mufi.
  • VaNyole vanoti omwaha (n. year) kureva gore.
  • VaNyole vanoti womene (yourself; you in particular).
  • VaNyole vanoti engubo (n. traditional skin dress made of hide) kureva nguwo.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • BaNyole vanoti ehigunje (n. myth). Fananidzai nokuti magunje.
  • Banyole vanoti ohubita (n. overflow especially of a river).
  • VaNyole vanoti kasiru (n. dumb person; mad person) kureva matsi.
  • VaNyole vanoti omugwira (n. European) kureva murungu.
  • VaNyole vanoti nyaapala (n. manager) kureva maneja.
  • VaNyole vanoti ohusaaya (v. overgrow). Fananidzai nokuti Masaya?
  • VaNyole vanoti omugabi (n. donor) kureva mupi.
  • VaNyole vanoti omwera (n. threshed millet) kureva rukweza rwakapurwa.

[1]

  1. https://www.lunyole.com/sites/www.lunyole.com/files/uploads/Lunyole%20Dictionary%20text.pdf