Maneja

Kubva Wikipedia

Maneja zvinoreva munhu anotungamira vamwe pabasa ane mvumo yekupinza nokudzinga vashandi uye kutuma kana kuraira vashandi basa ravakafanirwa kuita nenguva yarinonzi ritange nekupera.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Venda vanoti -langa (v. manage). Mamwe mazwi: mulangi (n. manager) zvichireva maneja.
  • VaNyoro vanoti okulema (v.tr manage) kureva kumaneja. Mamwe mazwi okulema (v.tr rule; govern) zvichireva kutonga. Omulemi (ruler; governor) zvichireva mutongi.
  • VaChewa vanoti kukonza (v. to manage, correct, rectify) kureva kugadzirisa. VaChewa vanoti kuweruza (v. to manage) kureva kumaneja.