Lunyole
Mataridziko
Lunyole mutauro weBantu unowanikwa kuUganda.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]VaNyole vanoisa h pamamwe mazwi atinoisa k kuChiShona. Sokuti ehipimo kureva chipimo.
- VaNyole vanoti mulamu (n. sister-in-law) kureva muramu.
- VaNyole vanoti ehyoma (n. metal) kureva simbi. Fananidzai nokuti zvoma.
- VaNyole vanoti omusaani (n. adult son) kureva mwanakomana akura.
- VaNyole vanoti omuutu (n. person; human being) kureva munhu.
- VaNyole vanoti omwana (n. child) kureva mwana.
- VaNyole vanoti omwera (n. millet grains that fall by themselves during the course of drying before the grain is stored in granaries).
- VaNyole vanoti omwesi (n. moon) kureva mwedzi.
- VaNyole vanoti omwoyo (n. heart) kureva moyo.
- VaNyole vanoti omwoyo (n. pith; central part of a plant stem).
- VaNyole vanoti amasa (n. septic spots appearing on the head affecting mainly children).
- VaNyole vanoti amate (n. saliva, spittle) kureva mate.
- VaNyole vanoti amateremuho (n. slope) kureva materu.
- VaNyole vanoti ameeno (n. teeth) kureva meno.
- VaNyole vanoti ameene (themselves; those real ones) kureva vomene.
- VaNyole vanoti ehiswa (n. small grass thatched shelter). Fananidzai nokuti chiswa.
- VaNyole vanoti enyana (n. young of an animal). Fananidzai nokuti nyana.
- VaNyole vanoti enyana embusi (n. kid; young goat) kureva mbudzana.
- VaNyole vanoti enyama (n. meat) kureva nyama.
- VaNyole vanoti kitaka (n. brown, colour of the earth that is a mix of orange & black).
- VaNyole vanoti ohufa (v. die, be cancelled ) kureva kufa.
- VaNyole vanoti omutala (n. area across the river) kureva mhiri kwerwizi.
- VaNyole vanoti ohwoma (v. become dry) kureva kuwoma.
- VaNyole vanoti engoma (n. drum) kureva ngoma.
- VaNyole vanoti omuhale kana omuhulu (n. elder) kureva mukare kana munhu mukuru.
- VaNyole vanoti enjofu (n. elephant) kureva nzou.
- VaNyole vanoti obubi (n. evil) kureva huvi kana huipi.
- VaNyole vanoti omusi (n. root) kureva mudzi.
- VaNyole vanoti olusaya (n. jaw) kureva rushaya kana shaya.
- VaNyole vanoti omufu (n. deceased person) kureva mufi.
- VaNyole vanoti omwaha (n. year) kureva gore.
- VaNyole vanoti womene (yourself; you in particular).
- VaNyole vanoti engubo (n. traditional skin dress made of hide) kureva nguwo.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- BaNyole vanoti ehigunje (n. myth). Fananidzai nokuti magunje.
- Banyole vanoti ohubita (n. overflow especially of a river).
- VaNyole vanoti kasiru (n. dumb person; mad person) kureva matsi.
- VaNyole vanoti omugwira (n. European) kureva murungu.
- VaNyole vanoti nyaapala (n. manager) kureva maneja.
- VaNyole vanoti ohusaaya (v. overgrow). Fananidzai nokuti Masaya?
- VaNyole vanoti omugabi (n. donor) kureva mupi.
- VaNyole vanoti omwera (n. threshed millet) kureva rukweza rwakapurwa.