Svetuka kuchirochemo

Chilamba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaLamba)

Chilamba mutauro weBantu unowanikwa muZambia.

  • VaLamba vanoti mukoka (n. clan) kureva dzinza.
  • Lamba vanoti mvula (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Lamba vanoti chela (n. metal) kureva simbi. Mamwe mazwi: insala (n. famine; hunger) kureva nzara.
  • Lamba vanoti mulilo (n. fire) kureva moto. Mamwe mazwi: ichyulu (n. anthill) kureva churu.
  • Lamba vanoti umushinje (n. needle anthill) kureva churu chakareba mudenga semuti.
  • Lamba vanoti nkalamu (n. lion) kureva shumba. Mamwe mazwi: ichipinda (n. room) kureva kamuri.
  • Lamba vanoti bowa (n. mushroom) kureva hohwa. Mamwe mazwi: nganda (n. house) kureva imba.
  • Lamba vanoti mbeba (n. mouse) kureva mbeva. Mamwe mazwi: imfumu (n. chief) kureva ishe.
  • Lamba vanoti mishishi (n. human hair) kureva vhudzi revanhu.
  • Lamba vanoti amapasa (n. twins of opposite sex) kureva mapatya mukomana nemusikana.
  • Lamba vanoti nsoka (n. snake) kureva nyoka. Mamwe mazwi: umulambu (n. offering of servility).
  • Lamba vanoti besa (n. plain) kureva bani. Mamwe mazwi: ifiseepo (n. fruits) kureva michero.
  • Lamba vanoti mpumpi (n. wild dog) kureva mhumhi. Lamba vanoti chiwe (n. heat) kureva madziya.
  • Lamba vanoti sanje (n. blue monkey) kureva rudzi rwetsoko yarehwa.
  • Lamba vanoti chulu kureva churu. Mamwe mazwi: imfungulo (n. key) kureva kiyi.
  • Lamba vanoti ng'anga (n. herbalist) kureva n'anga.
  • Lamba vanoti imbushi (n. goat) kureva mbudzi. Mamwe mazwi: baakateeka (n. president) kureva mutongi.
  • Lamba vanoti ng'andu kureva garwe. Mamwe mazwi: litatu (n. three times) kureva rutatu.
  • Lamba vanoti nsofu kureva nzou. Mamwe mazwi: fisa (v. hide) kureva kutsvitsa.
  • Lamba vanoti mushili (n. soil) kureva ivhu. Mamwe mazwi: ichibusa (n. friend) kureva shamwari.
  • Lamba vanoti poka (v. receive) kureva kugamuchira. Mamwe mazwi: pokela (app. to receive for)?.
  • Lamba vanoti kosa (v. be strong) kureva kusimba. Mamwe mazwi: kosela (app. to be strong for)?.
  • Lamba vanoti seka (v. laugh at) kureva kuseka. Mamwe mazwi: sekela.