Churu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Churu kana chidzere (anthill) murwi wevhu unovakwa nemuchenje.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Chitsope (small dome-like ant-hills whose earth is specially good for floors).
  • Hwiringwindi (Large entrance to termite nest). Akawira muhwiringwindi yegomba: he fell into a big termite hole.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]