Futi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Futi (Again; once more; In addition, also, too) rinoreva zvakare kana pamusoro pazvo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti futhi (Again; once more; In addition, also, too) kureva futi.
  • MaZulu vanoti futhi (Perpetually, incessantly). Sokuti: Selokhu walahleka futhi - akarasika zvachose.
  • MaZulu vanoti futhi (Perpetually, incessantly). Sokuti: umzondela wafuthi - ruvengo rwachose, rusingaperi.
  • MaZulu vanoti futhi (Moreover, further). Sokuti: futhi oanemali eningi - zvakare vane mari zhinji.