Svetuka kuchirochemo

Sandawe

Kubva Wikipedia

Sandawe mutauro weKhoisan unowanikwa muTanzania.

  • Sandawe inoti sómbá (n. fish) kureva hove.
  • Sandawe inoti nŏŋgóló (n. insect).
  • Sandawe inoti khòówáá (n. household) kureva imba.
  • Sandawe inoti dzáá (be contiguous) kureva kuambana?.
  • Sandawe inoti mipanda (n. route) kureva nzira.
  • Sandawe inoti sákhà (n. carrying pole) - zvichida vanoreva mutembo.
  • Sandawe inoti tàtá (n. father) kureva baba.
  • Sandawe inoti hónó (act of) collecting).
  • Sandawe inoti kómì (n. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: dàndà (plus).
  • Sandawe inoti () kureva [[]].
  • Sandawe inoti taa (v. untie) kureva kusungunura.
  • Sandawe inoti téé (v. count) kureva kuverenga.
  • Sandawe inoti màkéntá (n. kite) kureva kayiti.
  • Sandawe inoti duru (n. slope; family/clan possessions).
  • Sandawe inoti dóró (zebra) kureva mbizi.
  • Sandawe inoti bèébà (prep. be nearby) kuva pedyo.
  • Sandawe inoti thékélé (n. hyena) kureva bere.
  • Sandawe inoti sùrú (n. wall) kureva rusvingo.
  • Sandawe inoti hama (insult) kureva kutuka.
  • Sandawe inoti hogori (trade, price) kureva mutengo.
  • Sandawe inoti huma (v. win) kureva kukunda.
  • Sandawe inoti tsèé (n. head) kureva musoro.
  • Sandawe inoti pàràré (sketch on ground) kureva kutara pasi.
  • Sandawe inoti wàré (n. friend) kureva shamwari.
  • Sandawe inoti tshíyà (all) kureva zvose.
  • Sandawe inoti bóyó kana tétérà (n. seed) kureva mbeu.
  • Sandawe inoti gwàbé (be thirsty) kuva nenyota.
  • Sandawe inoti tsháá (cooking pot). Fananidzai nokuti tsaya?


[1]

  1. https://www.lotpublications.nl/Documents/295_fulltext.pdf