Mutengo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutengo (n. price, value) zvinoreva mari inodiwa pakutenga chinhu, nhumbi, mhuka, imba zvichingodaro.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti ntalu (price, value, figure, number) kureva mutengo.
  • VaSwahili vanoti kima (1. price, value, 2. measure, size, stature).
  • VaTumbuka vanoti mtengo (price) kureva mutengo.
  • VaYao vanoti temela kana ku temela (to value an item of trade, to price an article of trade).
  • VaYao vanoti machila (strength; price of redemption).