Kukanganwa

From Wikipedia

Kukanganwa (to forget) zvinoreva kusayeuka kana kushaya kurangarira chinhu chawakamboona kana kusangana nacho.

  • Kuriarwa (to forget, to doubt) zvinoreva kukanganwa.

Mutauro yeBantu[chinja | edit source]