Mwero wekukura
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuDhandanda)
Chinyorwa chino chinounganidza mashoko anodudza kukura kwechinhu, nzvimbo kana munhu.
- Borongondo kana maborongondo, (Outsized thing or person).
- Chivururukwa (Small, fatperson or animal e.g rat; 2. Foolish person).
- Dandaringo kana matandaringo (1. Long pole 2. Tall, strong person). Idandaringo repwere: that child is much too big for his age.
- Dandanyarwa kana matandanyarwa (Huge, strong person or animal). Kutandanyara
- Dikatika kana gamha (less than full quantity). Isa muhari rwanza rwakaita dikatika rwoupfu.
- Dura (Any abnormally large object. 2 Abnormally stout human or animal). Atenga dura remombe: he bought a huge beast.
- Dhandanda kana dandanda (1. Any long and broad thing; 2. Very large house or space) rinotaura imba kana nzvimbo hombesa.
- Dukwanana, madukwanana kana ndukwanana (extremely small). Kana ari munhu toti mudukwane
- Gundamunda (Very large area) apa kureva nzvimbo yakakura zvakanyanya, ziendaenda.
- Ganganyarwa (a very strong person).
- Guru
- Hamburamakaka (big, strong person or beast) apa kureva mhuka kana munhu ane simba uye ane mumhu muhombe.
- Hwende, hwendere kana Chihwede, (huge and strong person).
- Humbangu (Large tooth or head or nose).
- Hongonya (A strong & brave person; a strong object).
- Hombe
- Hofori
- Hodzongwe kana nhende (Very big, very stout person)
- Hodzororo kana hombororo (Giant).
- Hukuru (greatness; age; position of importance).
- Kukungundura (Make something very big e.g. house, bridge, dam).
- Mbombo kana chimbombo (Very big) apa kureva chiro chihombesa.
- Mharamanya (Cultivate on a scale too large to be efficient).
- Muzvambarara
- Mbimbi kana honokono (Short length e.g. of string; Cubit).
- Mudzukwa (Very tall) apa kureva chinhu chakareba kuenda mudenga zvakanyanya. Zishongwe kana zimbiru rakadzukwa.
- Kuzendemura
- Zinzende kana nzende.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chitando, chitandiro kana chitanda (degree, measure) apa kureva mwero wekukura, kusimba kana huwandu hwechinhu chiri kucherechedzwa. Zvichida izwi iri ringashanda kuturikira chinonzi dimension kuEnglish.
Dimension (1. Measurement in length, width, and thickness, 2. scope; importance).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaHerero vanoti tumba (be of great size, be raised, high, elevated, be full, pregnant, swell, abound, be rich).
- VaZulu vanoti tumba (swell, be full, become large). VaNyoro vanoti -koto (immense; large; great) kureva chikuru.
- Kimbundu vanoti rikota (n. major, bigger) kureva hombe. Mamwe mazwi: ukota (n. adulthood, majority).
- VaKikuyu vanoti -a kanini kana -nyinyi (adj. tiny) vachireva kanhu kadikisa.
- VaKikuyu vanoti onyinyi (adj. smallness) vachireva hudiki.