Chivanze

From Wikipedia
(Redirected from Nharavanzi)
Jump to navigation Jump to search

Ruvanze kana chivanze (yard, ground cleared of grass around house or village) apa kureva nzvimbo yakavakirwa dzimba dzemusha.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Nhambetambe inoregwa ichanaka. Playing is best stopped while it is (still) interesting.
  • Nhambetambe inoregwa ichapisa. Playing is best stopped while it is still exciting.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti chiwanja (plot of land, field, open space in yard). VaLenje vanoti luansa (cleared ground at house, open cleared space, clearing, enclosure) kureva chivanze.
  • VaSwahili vanoti kiwanja kana mawanja (place; open place; plot of land, field). Sokuti kiwanja cha ndege - airport. Kiwanja cha kurusha rocket - launch pad or platform.
  • Mambwe vanoti ciwansa (courtyard) kureva chivanze. VaKagulu vanoti chiwanja (n. plot of ground). Kinande vanoti ekibanza (residential location; clear space near a house).
  • VaRwanda vanoti intara (region, area) kureva dunhu. Venda vanoti muta (n. family, courtyard) kureva mhuri kana chivanze. VaBemba vanoti lubansa (courtyard) kureva chivanze.
  • VaTaita vanoti kianzi (n. open space - generally at village enrtance). VaBukusu vanoti aanja (n. courtyard; open space at centre of village) kureva chivanze.