Ruambamhenyu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuRonzamhenyu)

Ruambamhenyu (Chirungu: Biology) kana Unenamhenyu mashoko ari kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pezvinhu zvinorarama zvinosanganisira: mhuka; muchero; hove; shiri; tupuka zvichingodaro. Zita iri rinonongedza kuti chidzidzo ichi chinotaura pamusoro pezvinhu zvinorarama zvine hupenyu - tichiturikira kuChirungu pari kunzi "study of living things". Munhu anoshanda mubazi iri anonzi chiambamhenyu (biologist).

Kupiwa kweZita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Upangamutowo (taxonomy)[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vambo re shoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muruambamhenyu, taxonomy (kubva kuChigiriki τάξις ( taxis )  'kuronga; kupanga', uye -νομία ( -nomia )  'mutowo') ndiko kudzidza kwesainzi kwekutumidza mazita, kutsanangura ( kudzingisa) uye kupatsanura mapoka ezvisikwa zvipenyu zvinoenderana nehunhu hwakagovaniswa.

Kupiwa kwe zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvichiendererana nepeji re Upangandimo, chivakamberi chekuti -nomy mu Chingezi, chivakashure chinonzi Upanga muChishona.

  • Chivakashure nomos chaturikirwa kupanga (to make a law, command, order, arrange, organise, align, to devise).
  • Agronomist rinenge roturikirwa kunzi chipangandimo.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvitaridzwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Vashona, 30 Gunyana 2019, "distribute" Yakatariswa: 27 Nyamavhuvhu 2021
  2. Vashona, 30 Chikunguru 2015"method" Yakatariswa: 17 Nyamavhuvhu 2021