Venda

From Wikipedia
(Redirected from VaVenda)
Jump to navigation Jump to search

Venda mutauro weBantu unowanikwa kuZimbabwe neSouth Africa.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • MaVenda vanoti khotsi (n. father) kureva baba.
  • MaVenda vanoti duvha (n. sun) kureva zuva.
  • MaVenda vanoti tshikolo (n. school) kureva chikoro.
  • MaVenda vanoti ndala (n. hunger) kureva nzara.
  • MaVenda vanoti ndo takala (n. I am happy) kureva ndinofara.
  • MaVenda vanoti lini (when) kureva rinhi.
  • MaVenda vanoti madekwana (n. evening) kureva madeko kana madekwana.
  • MaVenda vanoti vhona (see) kureva kuona.
  • MaVenda vanoti tafula (n. table) kureva tafura.
  • MaVenda vanoti thumbu (n. pregnancy) kureva nhumbu.
  • MaVenda vanoti musidzana (n. girl) kureva musikana.
  • MaVenda vanoti mutukana (n. boy) kureva mukomana.
  • MaVenda vanoti Musumbuluwo (n. Monday) kureva musi weMuvhuro.
  • MaVenda vanoti Lavhuvhili (n. Tuesday) kureva musi weChipiri.
  • MaVenda vanoti Lavhuraru (n. Wednesday) kureva musi weChitatu.
  • MaVenda vanoti Lavhuna (n. Thursday) kureva musi weChina.
  • MaVenda vanoti Lavhutanu (n. Friday) kureva musi weChishanu.
  • MaVenda vanoti Mugivhela (n. Saturday) kureva musi weMugovera.
  • MaVenda vanoti Swondaha (n. Sunday) kureva musi weSvondo.

[1] [2] [3]

  1. https://www.math.lsu.edu/~zgersh2/tshivenda.pdf
  2. https://core.ac.uk/download/pdf/43176418.pdf
  3. https://dokumen.site/download/english-venda-dictionarypdf-a5b39f117c2335