Muchira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchira izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) zvichireva kurarama kana kupona. Mamwe mazwi: buchilo (life) kureva hupenyu.
  • BaKalanga i chili (living person; well-off person) kureva munhu mupenyu kana munhu mupfumi. BaKalanga vanoti -cira (live; heal) vachireva kurarama kana kupona.
  • VaChewa vanoti chira (to recover, to be cured or feel better after illness). VaChewa vanoti chiritsa (to cure; cause to recover).
  • VaChewa vanoti chirikiza (to support; help; prop up).
  • VaTiriki vanoti khuchira (cause, be the reason for).