Monako
| ||||||||
| ||||||||
| ||||||||
Rwiyo: Hymne Monégasque, "Monégasque Anthem" | ||||||||
Monako (Chifurenji: Principauté de Monaco; Chiliguria: Prinçipatu de Múnegu; Chiositani: Principat de Mónegue) pachihofisi ichinzi Vuchinda we Monako, vuamire wechiguta-muvuso uye muvusoudoko we Rivhera ye Furanzi uri makiromita akatiwandei kumadokero echisi chechiItari cheLiguria, muYuropu yekuMadokero paBhahari re Medhiteraniya. Yakaganhurwa ne Furanzi kumaodzanyemba, mabvazuva uye kumadokero.
Vuchinda uwu ikanyi kuvagari vanosvika 38,682, huzhinji hwavo hwunotora 9,486 ndeve dhidhizha rechiMonegaske; rinoonekwa senzvimbo inodhura uye yakapfumisa pasirose.
Mutauro wayo wechihofisi iChifurenji. Pamusoro pezvo, Chimonegaske (mutauronyina we Chiliguri), Chiitari uye Chingezi mitauro inotaurwa nekunzwisisa nevagari vakawanda.
Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muvusoudoko - microstate
- Vuchinda - principality
- Vuamire - sovereign
Yuropu | ||||
Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi |