Holandi

Kubva Wikipedia
Holandi
kana: Vuholandi, VoNedhalandi, Nedhalanzi
Chidhachi: Nederland
Flag of the Netherlands.svg Royal coat of arms of the Netherlands.svg
Rwiyo: Het Wilhelmus, "The William"
EU-Netherlands.svg

Holandi (Chidhachi: Nederland) kana VoNedhalandi, inyika yakagadzikwa kuYuropu ye Maodzanyembaemadokero inemateritori ekunze kwayo muVoKaribhi. Ndiyo nyika ikuru pakati penyika ina dzikonsichuendi dze Umambo we Nedhalandi. Holandi inematunhu guminembiri; inoganhurana ne Jerumani kumabvazuva, ne Bherujyamu kuchamhembe, nekostilayini re Bhahari re Maodzanyemba kumaodzanyemba ne madokero. Inopanana miganhu remaritayimu ne Bhuritani, Jerumani uye Bherujyamu muBhahari reMaodzanyemba.

Mutauro wayo wechihofisi iChidhahi, Chifurisi Chemadokero ndicho mutauro wechihofisi wechipiri mudunhu re Vufurise (Friesland). Chidhadhi, Chingezi ne Chipapiamentho ndiwo mitauro yechihofisi yemateritori ayo emuKaribhi.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi