Yerelendi

From Wikipedia
Republic of IrelandÉire
Flag of Ireland.svg Coat of arms of Ireland.svg
Rwiyo: Amhrán na bhFiann, "The Soldiers' Song"
EU-Ireland.svg

Yerelendi (kureva Ireland, ichidanwa sokuti 'Ere-land', Chieyire: Eire; Ulster-Scots: Airlann) Vueire, kana Eirelendi) chitsuwa chiri kuMaodzanyemba e Gungwa re Atlandiki, mumaodzanyemba-emadokeri eYuropu. Yakapatsanurwa kubva kuBhuritani kumabvazuva ayo ne North Channel, Bhahari re Chieyire, uye St George's Channel.

Gutaguru racho iDublin.

Nyika iyi ine miganhu neMubatanidzwa woVumambo.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Guta re Vhatikani · Holandi · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Mondenegiro · Morudhovha · Mubatanidzwa woVumambo· Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Sani Marino · Seribhiya · Slovhakiya · Slovheniya · Speini · Swidheni · Turuki · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi