Saipurasi
| |||
Rwiyo: Hymn to Liberty | |||
![]() |
Saipurasi (kureva Cyprus, Chigiriki: Κύπρος, Chituruki: Kıbrıs) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Saipurasi, chitsuwa chiriku mabvirazuva eBhahari re Medhiteraniya kuchamhembe kwe Peninzura ye Anatoria. Sekutodza ziwumbe, inowanzo iswa kuEzhiya ye Madokero asi patsika ne hutonganyika inewukama ne Yuropu ye chamhembechemabazuva. Inyika iri pachinzvimbo chitatu pakukura, uye chitatu pahuwandu hwe vanhu pazvitsuwa zve Medhiteraniya, uye kuchamhembe cheTuruki kumabvazuva e Vugiriki, ne madokero e Siriya.
Gutaguru rayo iNikosia.
Nyika iyi ine miganhu neVugiriki, Turuki, Siriya, Rebhanoni, Khemeti ne Isiraeri.
Yuropu | ||||
Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi |