Svetuka kuchirochemo

Maruta

Kubva Wikipedia

Maruta izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Bertha Maruta; Diana Maruta; Milton Maruta; Anesu Maruta.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • MaZulu vanoti ililutha kana amalutha pakuwanda (n. Cunning, misleading person, one who makes a fool of another).
  • MaZulu vanoti lutha (v. Make a fool of, mislead, take advantage of).
  • MaZulu vanoti lutha (v. Hypnotize, deprive of reasoning power, drug, render _helpless, demoralize.).
  • MaZulu vanoti umlutha (n. Imbecile, fool, idiot, one lacking in the characteristics of a human being).
  • MaZulu vanoti luthaza (v. Demoralize, drug, render helples).