Itari

Kubva Wikipedia
Italian RepublicRepubblica italiana
Rwiyo: Il Canto degli Italiani, "The Song of the Italians"

Itari (kureva Italy; Chiitari: Italia; Repubblica Italiana) pamwe futi Itali, inyika iri muYuropu, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Itari kana Rudhende rwe Vaitari, inyika inosanganisa peninsula yakadelimitwa ne Maarupi uye zvitsuwa zvakawanda zvakayipoteredza; chisi chayo inosanganisa chisi chetaranyika ihomojinasi. Itari yakagadziwa pakati pe Bhahari re Medhiteraniya, muChamhembe che Yuropu; inoonekwa sechikamu cheMadokero e Yuropu. Inofukidza hwerengo we ruwa unosvika 301,230 km2 (116,310 sk mi) uye rinogova muganhu waro ne Furanzi, Vusvwisi, Awustiriya, Hlovheniya uye ma-enclaved microstates eGuta Vhatikani ne Sani Marino. Itari ine exclave e uteritori muVusvwisi, Kampione (kureva Campione). Ine vagari vanosviga 60 miriyoni, Itari iri pachinzvimbo chechitatu pama muvuso we Mubatanidzwa we Yuropu.

Gutaguru racho iRhomu.

Colosseum, Rome, built c. 70 – 80 AD,


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi