Chiositani
Chiositani (kureva Occitan; lenga d'òc; Chifurenji: langue d'oc) kana Chilen'a dhi-oku nevatauri vekuzvarwa. Chiositani mutauro we Chirhoma unotaurwa kuChamhembe kwe Furanzi, Monako, Mipata ye Ositani ye Itari, uyezve ne Vhari Dhi'Arani ye Speini; zvichiunganidzwa pamwe zvisi izvi zinodananwa dzimwe nguva sa Ositaniya. Chiositani chinotaura mu Kalabhiriya (Chamhembe che Itari) mumankilavhu eururimi eruwa reKosenza (kazhinji Guardia Piemontese). Vamwe vanosanganisa Chikatala muChiositani, nekuti nhambwe yemutauro uyu ne mitauronyina imwe yeChiositani (senge mutauro we Chigaskoni) wakafana nenhambwe wemitauronyina ye Chiositani. Chikala wainoonekwa semutauronyina weChiositani kusvika kupera kwe Zanagore rechiGuminepfumbamwe uye nhasi uchiri mutauro unehukama huri pedyo nawo.